Ungamabari
(runangakatsva kubva kuBaranyera)
Izwi rokuti ungamabari riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi genome kuEnglish.
- Genomics study of the structure, function, evolution, and mapping of genomes.
- Genome - a full set of chromosomes; all the inheritable traits of an organism. The suffix -ome as used in molecular biology refers to a totality of some sort.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Mbungamabari (Genomics).
- Chiungamabari (Genomicist) apa kureva nyanzvi yeungamabari.
- Mbungano ( a gathering, a coming together) zvichireva kuungana kwevanhu kana zvinhu.
- Mabari (Genes) - pahuwandu ndiro izwi rimwe.
- Unenamabari (Genetics).
- Kune izwi reShona rokuti chibarinye rinodudzirwa richinzi - individual charateristic, nature.