Munhu asina vhudzi panzvimbo inofanirwa kumera vhudzi mumusoro anonzi ane mhanza kana baro. Vamwe vanoti mukunguru.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti impandla (n. bald) kureva mhanza.