• Bepu (Cowardice; being a coward) zvichireva umbwende. Nyabepu izita remhuri.
  • Bepu (ideophone of recovering consciousness).
  • Bepu (a herb called triumfetta pilosa).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.