Betsva izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Vamwe vanonyora vachiti Bepswa.

  • Vanhu vane zita iri: Ruvimbo Betsva; Angela Betsva; Rutendo Betsva; Paul Bepswa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.