Bhachi

Bhachi (Jacket in English) chipfeko chekumusoro chinovhara kubva pamapendekete kusvika muchiuno. Bhachi rinosonwa rine maoko marefu. Kune marudzi ema bhachi akasiyana siyana.

Mazwi Akabva kuAfrikaansEdit

  • Bhachi- (baadjie, Afrikaans for jacket).