Biringi izita remhuri rinowanikwa muKenya neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Brenda Biringi; Masika Biringi; Biringi Magesa; Isaac Biringi.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Sangho vanoti biringi (v. roll; rotate).
  • Sangho inoti biringi (adj. spherical).