Bizo, zina (kureva name; noun) mashoko anoshandiswa kuChindau kuturikira zita. Shoko rokuti bizo ndiro ririkuturikirwa shoko rokuti nauni kuChivanhu.