Boorangoma (spoilsport) zvinotaura munhu anovhiringa pane vanhu vari kufara. Shoko iri rinofananidza pane vanhu vari kufara panorira ngoma kwoita mumwe anosvika achiboora ngoma iri kuridzwa mhanzi inofadza.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Uri boorangoma hauna musoro.