Shoko rokuti budiriro (Development; cultural advancement) rinotaura mabasa ose anobatwa kuti hugaro hwevanhu panyika huve hunoita nani kudarika zvahuri izvozvi. Budiriro inobata zvinhu zvinosanganisira:

  • Hupfumi hwenyika.
  • Hutano hwevanhu munyika.
  • Kuwanikwa kweruzivo rutsva pamusoro penhau dzakatsaukana dzinobata nyika.
  • Kuvakwa kwemisha, maguta nenzvimbo dzebishingo revashandi - Industry.
  • Kugarisana kwanaka pakati pemarudzi, mhuri, nemapato akatsaukana ari munyika.

Mamwe Mashoko chinjirudza