Bumbiro
- Bumbiro reNyuchi (settled swarm of bees) kureva bumha renyuchi.
- Bumbiro renyaya (Aggregate, accumulation) apa kureva nyaya dzinobatana pamwe; cases that hang together.
- Bumbiro reMutemo (Constitution) apa kureva mutemo mukuru wenyika.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti umongo (1. Core of a tree or herb. 2. Centre of a matter; main point. 3. Marrow of bone, 4. Nourishing food).
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |