Bumburu
- Bumburu (sphere, Big ball of anything).
- Bumburu kana mapumburu (An object with no opening). Bumburu rewuru: a ball of wool.
- Bumburu kana mabumburu (Person or animal recovering from sickness). Iye ava bumburu: he is well again.
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |