Pachinyorwa chino izwi rokuti bumbwa riri kuturikira chinonzi globe kuEnglish apa kureva chinhu chakaumbwa kuita bhora. Vamwe vatauri vanoti mbumbwa kana mapumbwa pahuwandu.

Bumbwa (Object that has been moulded into round shape).

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Chamumbwa (crowd, a throng, crowd, body, mass) boka rose rezvinhu kana vanhu. Izwi iri ringashanda kuturikira chinonzi globe.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza