Buruvuru

Buruvuru kana muchimbo (tadpole) idukuswa remhuka dzinogara mumvura nepavhu, mhuka dzakadai sedatya.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaVenda vanoti buluvhulu (n. tadpole) kureva buruvuru.
  • VaVenda vanoti mbungu (n. maggot, larva).
  • VaVenda vanoti tshivhungu kana zwivhungu (n. maggot).