Bvurunuro

Shoko rokuti bvurunuro (decompose, decay, disintegrate) rinotaura kupatsanuka kana kupararana kwenhango dzinoumba chinhu. Apa kusiri kureva kuwora asi kugumisidza chimwe nechimwe chamira pacho choga.

  • Kubvurunura (cause to decompose, decay or disintegrate).