Bwanya sezita
Bwanya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Rumbidzai Bwanya; Norah Bwanya; Janet Bwanya; Regis Bwanya.
Mitauro yeAfrika chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.