• Ita chara kana uchinyora, ukurumidze kupedza nenguva.- write quickly so that you will finish in time.
  • Munhu uyo ane chara: that man is a quick worker.



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.