Chaunga (nhamba)
Muchidzidzo masvomhu shoko rokuti chaunga (multiple in English) rinoreva zhinji kana kuti zvakawanda.
- Shoko reEnglish rokuti multiple rinobatanidza maviri anoti multi- rinoreva many or much uye -ply rinoreva fold. Saka Multiple rinoreva many fold.
- KuChishana shoko rokuti chaunga rinotaura kubatananidzwa kwezvinhu zvichibva zvawanda zvikurusei zvinhu .
Tsika
chinjirudzaChaunga chevanhu - a multitude
Chivunga (accumulation).
Tsama kuMasvomhu
chinjirudzaPamusoro pataurwa kuti izwi rokuti chaunga rakafanana nerekuti multiple kuEnglish.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaGungu vanoti mibalire (multiple) vachireva chaunga.
- Saka pano tave kugona kutaura kuti 30 chaunga cha 3 na 10.