Chenjerai Hove akararama kubva musi wa9 Kukadzi 1956 kusvika musii wa12 July, 2015. Aiva nyanduri, munyori wenganonyora nenhaurwa. Anonyora muChirungu neChishona.