Ruambamhenyu

(Redirected from Chezvipenyu)

Izwi rokuti Ruambamhenyu (Biology) riri kushandiswa pano kureva denhe reruzivo rinodzidzisa pamusoro pezvinhu zvinorarama zvinosanganisira: mhuka; muchero; hove; shiri; tupuka zvichingodaro. Zita iri rinonongedza kuti chidzidzo ichi chinotaura pamusoro pezvinhu zvinorarama zvine hupenyu - tichiturikira kuEnglish pari kunzi "study of living things". Munhu anoshanda mubazi iri anonzi chiambamhenyu.

Kupiwa kweZitaEdit

Mazwi eBantuEdit


ZvitaridzwaEdit