ChiTal mutauro unowanikwa kuNigeria.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Tal vanoti baba kana pak (n. father) kureva baba.
  • Tal vanoti gulu (n. head of a family) kureva samusha. Fananidzai nokuti sekuru.
  • Tal vanoti kok (v. to gather) kureva kuunganidza. Fananidzai nokuti kukoka?
  • Tal vanoti dem (v. to love, want, like or agree) kureva kuda. Yao inoti temwa?
  • Tal vanoti zuul (n. hill) kureva chikomo. Fananidzai nokuti churu?
  • Tal vanoti gusaai (adj. clean, neat, tidy) kureva kutsvinda.
  • Tal vanoti wurung (adj. speedy) kureva kuwuruka.
  • Tal vanoti pyeem (v. smash; crack; break to pieces) kureva kutsemura.
  • Tal vanoti ɓak (v. to divide; separate) Mamwe mazwi: ɓak (v. to divide; separation).
  • Tal vanoti ɓak (v. to saw timber; to break firewood; crack) Mamwe mazwi: ɓak (v. to hatch).

Mamwe Mashoko chinjirudza

  • Tal vanoti shal (n. money; metal) kureva mari.
  • Tal vanoti jiji (n. monster) kureva chirhumha. Mamwe mazwi: zai (n. star).
  • Tal vanoti gulaa (n. sick person) kureva murwere. Mamwe mazwi: ƙwaat (v. to fold).
  • Tal vanoti mwei (n. fat) kureva mafuta. Mamwe mazwi: rwang (adj. slim).
  • Tal vanoti mwan (v. to go) kureva kuenda. Mamwe mazwi: mwan (n. journey, travel, voyage).
  • Tal vanoti mwelem (adj. slippery) kureva kutsvedza. Mamwe mazwi: kipap (n. feather).
  • Tal vanoti gwaan (v. to wrap) kureva kuputira. Fananidzai nokuti kukwanhura?
  • Tal vanoti korong kana ran (v. to write) kureva kunyora. Mamwe mazwi: guran (n. writer).
  • Tal vanoti gwagwa (n. duck) kureva dhadha. Mamwe mazwi: ƙwabi (adj. exceptional or strange person).
  • Tal vanoti golong (n. king, chief, ruler) kureva mutongi kana mambo.
  • Tal vanoti gubok (something being free). Fanaanidzai nokuti ruoko.
  • Tal vanoti gwim (n. human being) kureva munhu. Mamwe mazwi: shaai (n. friendship).
  • Tal vanoti Naan (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: muƙaa (n. family of someone).
  • Tal vanoti ɓɨrɨm (n. crack resulting from from dryness especially in the heel) kureva man'a.
  • Tal vanoti ɓòng (v. to contaminate, defile, taint). Fananidzai nokuti kubvonga.
  • Tal vanoti bal (v. to heal, recover, get well; adj. strong; n. strength).
  • Tal vanoti bilim (to be transformed) kureva kushandurwa.
  • Tal vanoti ning (n. cattle) kureva mombe. Mamwe mazwi: njaam (n. reward).
  • Tal vanoti kwaal (n. heap of s.t. especially of stones) kureva murwi wezvinhu.
  • Tal vanoti ƙanai (loc. middle, inside; top of the head).
  • Tal vanoti nkaa (loc. across) kureva kwakadzivana.
  • Tal vanoti kaam kana kaa (v. to cross) kureva kuyambuka.
  • Tal vanoti kaam (n. crows) kureva gurusvisvi.
  • Tal vanoti ham (n. water; liquid). Mamwe mazwi: ham (v. liquefy).