Chibangwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Chibangwa; Shingai Chibangwa; Chipo Chibangwa; Hazvinei Chibangwa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kihehe inoti kibangwi (n. Strychnos scheffleri - a type of plant).