Chibayo[1] (kureva pneumonia; Chishongrish: nyumoniya) chirwere chinovhutitsa[2] chemapapu chinobata pakazhinji maseki emweya madiki anonzi arivheyoli. Masimputomu anowanzo sanganisa chikosoro chine dzihwa kana chisina dzihwa, marwadzo echipfuva, fivha, uye koneko yekufema. Kugocha kwe chirwere ichi kwakasiyana-siyana.

Mamwemashoko

chinjirudza

Mabviro eruzivo:

chinjirudza
  1. Tabona Shoko, Karanga Indigenous Religion in Zimbabwe: Health and Well-Being Yakaringwa: 30 Chivabvu 2023.
  2. Vashona, 30 Chikumi 2025, "inflammation" Yakaringwa: 31 Chivabvu 2023