Shoko rokuti chidza (Aboriginal, initial person or object) rinoreva munhu kana chinhu chakatanga kuvepo panzvimbo kana munyika. Zvidza zvenyika yeCanada vanonzi First Nations kana kuti Indians. Zvidza zvemuZimbabwe ndivo vanhu vatema, vemarudzi akasiyana-siyana.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • -dza (to be established) zvichireva kugodza kana kupfumbira panzvimbo. Chirwere chakadza: the disease has a firm grip.

Tsika chinjirudza

  • Akatanga ndoupi: muwanikwa, mutangakugara nachidza chepo.
  • Murume uyo chidza chepabasa iri.