Chidzitiro (Breast-plate) inhumbi yesimbi inopfekwa muhondo inodzivirira chipfuva kuti chisabayiwa kana kurohwa nemiseve kana pfumo romuvengi.

Bhaibheri rinokurudzira maKristu kuti vapfeke chidzitiro chokururama.