Chigevenga
(runangakatsva kubva kuChigeveng'a)
Chigebenga kana zvigebenga pakuwanda (violent person) apa kureva munhu anoda zvekurwa. Izwi iri rinotaurwa kuChiNdau - Psalm 17:4.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Nenyika yaiya yashata pamberi paMwari, nyika yaiya yazara ngokugebenga: The earth also was corrupt before God, and the earth was filled with violence. (Genesis 6:11 Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti gebenga (Lead a plundering life: act the bandit; assault) kureva kugebenga. Mamwe mazwi: isigebengu (Highwayman, plunderer, bandit; gangster).
- VaFwe vanoti cigebenga kana cikebenga (criminal) kureva chigebenga, chigevenga kana chigeveng'a.
- VaLozi vanoti sikebenga (n. a debauched person, criminal) kureva chigebenga, chigevenga kana chigeveng'a.
- VaLozi vanoti bukebenga (state of a person living as a scoundrel) kureva hugevenga.