Kanyi
Chibhubhubhu
Ngepedyo
Gamuchirwa
Marongero
Zvipo
Nezve Wikipedia
Matandanyadzi
Tsvaga
Chigumbu
Mutauro
Rinda
Chinjirudza
Chigumbu
(n. disappointment; disgruntlement) kureva kuti munhu haana kufara nezvaakaitirwa.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza
Ambuya venyu vane
chigumbu
nemi, makavimbisa kuti muchauya kuzovaona mukasazouya.
Baba vane
chigumbu
nemukuwasha wavo anogarorova mukadzi.