Chihwandehwande

Chihwandehwande (Hide-and-seek) zvichireva chamuhwande muhwande.

Mamwe MazwiEdit

Gwegwe kana magwegwe (Hide-and-seek).

TsumoEdit

  • Nhambetambe inoregwa ichanaka. Playing is best stopped while it is (still) interesting.
  • Nhambetambe inoregwa ichapisa. Playing is best stopped while it is still exciting.