Chikamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mwewa Chikamba; Munchimba Chikamba; Tamanda Chikamba; Pfumisai Chikamba.
  • Kamba kana hamba (tortoise) imhuka ine makwande anovhara musana nedumbu.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi emimwe mitauro yeBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kinande vanoti ekikamba (n. bag with ropes on each side) ibhegi rine tambo kumativi maviri.
  • VaTiriki vanoti eshikhamba (a strip of the skin of a sacrificial animal, bound around the arm, etc. of the persons on whose behalf the sacrifice was made).
  • VaHerero vanoti otyikamba (cluster of light clouds) kureva chaunga chemakore. Taabwa vanoti kukamba (n. hold a grudge).
  • VaLenje vanoti kamba (clap the hands gently, approach humbly, appeal to, pay respects to, present request, ask pardon).