Chikanganwahama
Chikanganwahama (gizzard) inhengo yemuviri inowanikwa pashiri nemhuka dzinosanganisira makarwe, alligator, dzimwe hove, nemamwe makonye. Nhengo iyi ine yakaputirwa mhasuru dzakasimba dzinoshanda basa rekugaya zvidyo dzichibatsirwa netumatombo tunomedzwa nemhuka idzi.
Mitauro yeAfrika chinjirudza
- VaBemba vanoti nondo (gizzard) kureva chikanganwahama.
- VaMoore vanoti konde (n. gizzard).