Chikango sezita
Chikango izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Johannes Chikango; Rudo Chikango; Joseph Chikango; Clever Chikango.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Luganda vanoti okukanga, ekikango (n. threat; threaten; intimidate; scare, startle) kureva kutyisidzira.