Chikani sezita
Chikani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Luckson Chikani; Chikani Chikani; Tsebiso Chikani.
- Mazwi ari pedyo: kukana.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Zigula inoti kukana (deny, denying; reject; contradict). Sokuti: Simkana Mwaliko. (I denied [knowing] Mwaliko).
- Zigula inoti kukanana (deny each other, argue with each other; contradict each other).
- Uyo Ibibio inoti kan (deny, refute, prove innocent) kureva kukana. Mamwe mazwi: ekana (n. denial).
- Uyo Ibibio vanoti ekana (n. denial) kureva kukana.