Tsoka

(runangakatsva kubva kuChikanwe)

Tsoka (feet in English) inhengo yemuviri yatinotsika nayo iri kunoperera makumbo. Sedzimwe nhengo, nhego iyi inokura pakukura kunoitawo munhu.

Tsika chinjirudza

 

Tsunda (a muscle or a tendon).

Zvirevo chinjirudza

  • Mutsa worutsoka, kuperekedza ziso. The food is kind (feels obliged) to accompany the eye.
  • Chitsva chiri murutsoka - kureva kuti pfungwa dzitsva nezvinhu zvitsva zvinowanikwa mukufamba kune dzimwe nzvimbo.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaTonga neBaila vanoti mukondo (foot print) kureva chindindo chetsoka - pakutaura mazuvaose tinongoti tsoka.
  • VaTonga vanoti tende (n. foot). VaFwe vanoti mutara kana mitara (n. footprint) kureva tsoka.
  • VaBemba vanoti lukasa (n. foot) kureva tsoka. Mamwe mazwi: makasa (n. footprint) kureva tsoka.
  • Chewa neVaYao vanoti chindende (heel) kureva nhende. Venda vanoti vhutala (n. footprint; track).
  • VaGungu vanoti Kisinde (foot print, track, trail) kureva chidhindo chetsoka. VaNyungwe vanoti mdzayo (n. sole) kureva pasi petsoka.