Chikomba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti khomba (v. Point (with stick, finger, gun); point at). Mamwe mazwi: Wangikhomba ngesibamu (He pointed at me with a gun).
  • MaZulu vanoti khombisa (v. Cause to point, help to point. 2. Point out, show). Mamwe mazwi: Wamkhombisa isitha ngomunwe (He pointed out the enemy with his finger).
  • Oshindonga vanoti kukomba (sweep or clean) kureva kutsvaira kana kuchenesa. VaHerero vanoti otyikombo (broom) kureva mutsvairo.
  • Baila vanoti ku komba (to eat left over food) kureva kudya musaridzwa wezvidyo. Baila vanoti ku komba (to pray) kureva kunamata.
  • VaMaconde vanoti likomba kana lipiko (n. mask). Luvale vanoti Chikomba (n. One who sweeps. A name given in Luvale to a 2nd child born after twins).