Chikono sezita
Chikono izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Nathan Chikono; Simon Chikono; Anesu Chikono; Nyasha Chikono.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Yao inoti chikono (n. the limb of an animal). Taabwa vanoti kikono (n. numbness in the leg; knuckle fingers).
- VaLenje vanoti chikono, lukono kana chipiano (n. inheritance, deceased person's property) vachireva nhaka.
- VaLenje vanoti kona (inherit; receive property due to one as an heir) vachireva kugara nhaka.
- Lugwere inoti kikono (n. extension of something, e.g., a peninsula jutting into the sea, or isthmus.).