Chikoro (Chirungu: school) inzvimbo inoenda vanhu kunodzidziswa maererano nezvinhu zvatinoshandisa muhupenyu. Zvidzidzo zvinosanganisira mitauro, nhoroondo yenyika, hupfumi nekuchengetedzwa kwahwo, kutenga nekutengeserana nezvimwewo.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Kugozha (be difficult) kureva kusava nyore kunzwisisa.
  • Chikoro ichi chinoda mudzidzisi anobindikita mubasa rake: this school needs-a teacher who gives his whole self to his work.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaDigo vanoti soma kana kusoma (to read, to study, to learn) vachireva kuverenga, kudhoma nekudzidza.
  • VaDigo vanoti somesa (to educate, teach) vachireva kufundisa, kana kudzidzisa.
  • VaDigo vanoti somo (lesson) vachireva chidzidzo.
  • VaGanda vanoti kusoma (to read, to study, to learn) vachireva kuverenga.
  • Lubwisi vanoti matendekeelo (n. Study area, institution).