Kukakama

(Redirected from Chikukumira)

Kukakama kana kundandama (to stammer, stutter) kutaura nenzira yokuti munhu anotora nguva achiedza kududza izwi rimwe - imwe nguva achiita kunge agumira pachimwe chikamu chezwi iri.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit