Chikumbe izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Christine Chikumbe; Alice Chikumbe; Twaambo Chikumbe; Edwin Chikumbe.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.