Chikundu sezita
Chikundu izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Peter Chikundu; Chikundu Ndhlovu; Chikundu Chipeto.
- Chikunde (n. mange) kureva gwembe.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.