Chikute sezita
Chikute izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Norah Chikute; Epiphaniah Chikute; Owen Chikute; Chipo Chikute.
Mitauro ye Afrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Luganda inoti ekyekute (n. solid). Mamwe mazwi: kyekute (adj. tight).