Chikuwo (Mode) - iri zita rapiwa kududzira nhamba inoonekwa zvizhinji paboka renhamba dziri kutaurwa nezvadzo. Sokuti kana tiine boka (set) renhamba dzinotevera: 3,4,6,7,8,9,10,4,11,2,1,4; tinennge toti nhamba 4 ndiro chikuwo.

Kupiwa kwezita

chinjirudza

Shoko rokuti chikuwo riri pano rinotodza shoko rinoti chikuwo rinoreva chinhu chinoramba chichidzokororwa kutaurwa. Pano nhamba inodzokororwa yabva yanzi guwo kutodzana nechikuwo charehwa pamusoro.

  • Chokudya chikuwiwa chavana vaduku: apa kureva little children are always asking for something to eat.
  • Chikuwiwa (persistent request) ape kureva chinhu chinogaro taurwa nezvacho kana kukumbirwa.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Mang'anja vanoti mkuwe kana mkuwira (n. a shout) kureva chikuwe.
  • VaGungu vanoti mulingo (n. state, mode, appearance; the way somebody stays or something appears).
  • VaGungu vanoti mulingo (n. method, manner, means; a particular way of doing something).