Chikwekwe
Chikwekwe kapukanana kanogara musango kanawanzowanikwa kakapfekera muvhudzi riri pamuviri yemhuka.
Mitauro yeBantu Chinjirudza
- Lubukusu vanoti biikuwa (n. ticks) kureva zvikwekwe.
- VaGanda vanoti enkwawa (tick), kureva chikwekwe.
Chikwekwe kapukanana kanogara musango kanawanzowanikwa kakapfekera muvhudzi riri pamuviri yemhuka.