• Bhora reChikweshe (ball made paper & covered with plastic) ibhora rinogadzirwa nemapepa netambo uye rakaputirwa neplastic kunze.
  • Jira reChikweshe (Plastic cloth) zvinoreva jira replastic rinoshandiswa pamabhurugwa evana vacheche, chikweshe chichidzisa kutota kwezviri kunze kana mwana aita weti.
  • Chikweshe sezita (a family name) izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti khwesha (v. Fly about, get blown about as light leaves).
  • MaZulu vanoti khweshe (ideophone of light, quick gait).
  • MaZulu vanoti ulukhwesha (n. Light, dry leaves) kureva mashizha akawoma akareruka.
  • MaZulu vanoti khwesheza (v. Walk with light, quick gait; walk with business-like step).


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.