Chimbi sezita
Chimbi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Farai Chimbi, Ratidzo Chimbi, Chido Chimbi, Fungai Chimbi.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Xitsonga vanoti ximbi (n. Cock’s spur. bird’s claw).