Chimene (Shame; disgrace; reproach) apa kureva chinhu chinounza kunyadziswa kana kuzvidzwa??

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Wakaita mimba, akabara mukororo, akati, “Mwari wabvisa chimene changu: She became pregnant and gave birth to a son and said, “God has taken away my shame. (Genesis Bhaibheri reChiNdau).
  • Tinozodya kudya kwedu, nokusimira zvokusimira zvedu; titendere kuti tidaidzwe ngezina rako, kudusa chimene chedu: “We will supply our own food and wear our own clothes. Just let us bear your name; take away our disgrace. (Isaiah 4:1, Bhaibheri reChiNdau).

Tsumo chinjirudza

  • Chimene chezizi parafamba ranzi muroyi; Zizi kufamba usiku hanzi muroyi. Apa kureva - Munhu kana aine rushambwa kana munyama zvakanyanya, zvinongonzi zvose zvaitika zvakashata ndiye atadza kana kuzvikonzeresa.