Chimhungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Patience Chimhungu, Paul Chimhungu, Beauty Chimhungu, Faith Chimhungu.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Xitsonga vanoti ximhungu (n. Bateleur eagle).