Chindende sezita
Chindende izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Audrey Chindende; Jessica Chindende; Christine Chindende.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Maconde inoti shindende (n. heel) kureva chitsitsinho.
- Yao inoti chindende (n. heel) kureva chitsitsinho.