Chinepfu (Disinclination) zvinoreva kunzwa kusada kuita chinhu kana basa asi zvisingarevi kuti munhu ane nungo. Vamwe vanoti nhesva.


  • Ndangoita chinepfu ndikarega kuenda kunoona mutambo wenhabvu kuRufaro.