Shoko rokuti chinyakamwe rinoreva zviiitiko zviri kuitika panguva imwechete, zvingava zviri kubatwa nemunhu mumwe kana zviri kuitwa nevanhu vanodarika mumwe. Vamwe vatauri vanoti mawa kana madyarapamwe.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Vakaita mawa pakusvika.
  • Mubvana wavo akaita chinyakamwe kupedza chikoro nekuita mwana.