Chinyani sezita

Chinyani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Oscar Chinyani, Tawanda Chinyani.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.