Chinyoro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Bor inoti kinyofro (adj. slow). Bor vanoti kinydoro (adv. slowly).